Mwero wechimiro
Gwaro rino riri kuunganidzaa mashoko anotsanangura chimiro chemunhu kuchitariswa muviri wake..
- Ngwiva, mhitsa kana chidhuzha (physically strong person) zvinoreva munhu akasimba zvemhasuru.
- Chikarakata (Mighty, strong man).
- Chigwindiri (strong and healthy person) munhu ane hutano hwakanaka uye akasimba zvemhasuru.
- Chidiya kana madiya (Short, vigorous, restless person) zvinotaura munhu akagwinya anogaroshanda asingadi kugara pasi.
- Chindiya (Bantam. 2. Short, vigorous person) munhu mupfupi; akagwinya anokwanisa kunge ari mupopoti zvakare.
- Mudodo (slim, lightly built person) zvinoreva munhu mutete.
- Mhiri kana umiro (build of a person). apa kureva mumhu wemunhu.
- Kuwondoroka kana kuwonda (emaciated) apa kureva kuva ndonda.