Mweya
Mweya, MWEYA, kana mweya ishoko rinoshandiswa kureva zvirizasiyo:
SainziEdit
- Gasi (mweya) - kureva mweya
- Air (mweya) - kureva mweya uri muchadenga (guteremweya) watinofema.
- Mhepo - kureva kuvhuvhuta kwemweya.
- Oksijeni (mweya) - kureva mweya watinofema kuti tirarame.
RudaviroEdit
- Mweya (wemunhu) - kureva mweya watakapuwa na Mwari pavakatisika, chikamu chedu chisingafi seMwiri.
- Mudzimu (mweya) - kureva mweya wehama ne mhuri dzakafa.
- Shavi (mweya) - zvinoreva futi Shavi chero rakanaka kana rakaipa.
Mitauro ye ChibhantuEdit
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |