Mwisa izita remhuri rinowanikwa muMalawi, Tanzania neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Monica Mwisa; Mwisa Nyirenda; Mwisa Majengo; Musonda Mwisa.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.