N'wadhi (kureva book) kana Nwadhi ishoko reChishona rinoreva kuti bhuku sezvinotaurwa paChishongrish, mamwe mashoko anosanganisa rugwaro, chigwaro, chinyorwa.

Muchikare mashoko ekuti n'wadhi, nwadhi uye mwadhi (kana mxwadhi) aishandiswa kureva zvose tsamba ne bhuku, asi muzvanhasi shoko rokuti n'wadhi hariwanzo shandiswi uye shoko reChingezi ndiro rinoshandiswa rokuti Bhuku.

Shoko rokuti mwadhi rinowanzo shandiswa kumirira tsamba ye rudo, kana chinyorwa che rudo.

Ringai zve: chinjirudza