Naujaat (Chiinuiti: ᓇᐅᔮᑦ, kureva. panozora masigau "seagulls"; Nge. Repulse Bay), yaizivikanwa se Bhayi ra Rhipuruse kusvika musi wa 2 Chikunguru 2015 parakazoshandurwa, kamuzi ke Vainuiti iri kumahombekombe eBhayi ra Hadhisoni, kumagumo echamhembe kweMugimbakirwa we Merivhiye, muChisi che Kivaliki muNunavutu, Kanadha.

Naujaat

ᓇᐅᔮᑦ

Makoadhineti: 66°31′19″N 086°14′06″W
Nyika Kanadha
Teritori Nunavutu
Chisi Kivaliki
Dhistrikti re saruro Ayiviliki
Hurumende
• Mhando Hamlet Council
• Meya Alan Robinson
• MLA Steve Mapsalak
Ruwa
• Chiverengo 424.27 km2 (163.81 sq mi)
Usimudzwa 24 m (79 ft)
Huwandu (2016)
• Chiverengo 1,082
• Dhensiti 2.6/km2 (6.6/sq mi)
Zoni re Nguva UTC−06:00 (CST)
• Zhizha (DST) UTC−05:00 (CDT)
Kodhi yekuPosta ye Kanadha X0C 0H0
(Ma)Kodhi eRuwa 867