<< Ndira >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2
3 4 5 6 7 8 9
10 11 12 13 14 15 16
17 18 19 20 21 22 23
24 25 26 27 28 29 30
31
2021

Ndira 8 izuva rechisere regore paKarenda ya Gregori; Mazuva 357 asara kusvika pakupera kwegore (358 mumakore ekusvetuka).

Shure kwe ma1600

chinjirudza
  • 307 – Jin Huaidi anova mambo weChayina achitevedzana kuna baba vake, Jin Huidi, pasinei nedambudziko rakabva kuna babamunini vake, Sima Ying.

1601 - 1900

chinjirudza
  • 1806 - Koroni yeVadhachi yekuKhepi kuchamhembe cheAfurika inova Koroni yeKhepi yeBhuritania semugumisiro weHondo yeBlaauwberg.

1901 - ku ikozvino

chinjirudza

Vakazvarwa

chinjirudza
  • 1556 - St. Joseph weLeonesa, OFMCap. , mupristi uye mumishinari anobva kuItari
  • 1867 - Emily Balch, akahwina mubairo weNobel Peace Prize muna 1946
  • 1198 - Pope Celestino III
  • 1324 - Marco Polo , muongorori kubva kuItaly
  • 1642 - Galileo Galilei , nyanzvi yenyeredzi kubva kuItari
  • 1997 - Melvin Calvin, akahwina mubairo weNobel muChemistry muna 1961.
  • 2002 - Aleksander Prokhorov, akahwina mubairo weNobel muFizikisi muna 1964.

Mabviro eruzivo

chinjirudza
  1. Gwyneth Williams; Brian Hackland (22 December 2015). The Dictionary of Contemporary Politics of Southern Africa. Routledge. p. 5. ISBN 978-1-317-27081-2.