Ndiro yekudyira

(runangakatsva kubva kuNdiro (yokudyira))

Ndiro (plate in English) inokwanisa kurevawo mhando yemudziyo unopakurirwa chikafu, mudziyo uyu wakatambanuka uine mativi akasimuka kuti ukwanise kutakura chikafu. Mazuvano vanhu vave kungoti dzose ndiro asi kune mbiya (bowl) yakasiyana nendiro inova ndiyo inopakurirwa usavi.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Baba vanodyira mugwangwandiro, amai vanodyira muhumbururu: father eats from a large plate, mother eats from a hollow plate.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaNyungwe vanoti ndiro (n. a plate, traditionally made of wood) kureva ndiro.
  • Vatauri veLunyoro vanoti ndiro (a basket to hold food) vachireva ndiro. VaNgala vanoti sani (n. plate).