Nduru (nge. bile; gall) imadzi yechitema-zere-kuhuroro-mbise inogadzirwa ne chiropa cheuzhiji wema-vertebrate inobatsira kugaya kwe malipidhi muura diki. Muvanhu, nduru inogadzirwa nguva dzose ne chiropa (nduru ye chiropa) uye inochengetwa uye yakanangidzirwa muChanduru. Mushure mekudya, iyi nduru yakachengetwa inobudiswa mugumbiri (duodenum).

Udzoronodzwa hwe nduru

Mamwe mapeji chinjirudza

  • Chanduru (gall-bladder)
  • Madzi (fluid) - kubva pashoko reChibhantu rokuti mvura, madzi rakafana neshoko reChivhenda rekuti madi, shona ine hukama huri pedyo neChivhenda saka madzi yasurwa nekuda kweizvozvo.
  • Gumbiri (duodenum) kubva pamazwi okuti gumi mbiri, ndicho chirevo chezwi rekuti duodenum. Kana pane anoziva shoko chairo ngaariisewo, tavonga.