Ndwari izita remhuri rinowanikwa muKenya neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Hassan Ndwari; Opiyo Ndwari; Nkondo Ndwari; Ndwari Rushingura.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikuyu inoti kotiga (n. illness; pestilence; consumption; disease) kureva hurwere.