Ngoro sezita
Ngoro izita remhuri rinowanikwa muKenya, neZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Kamene Ngoro; Tanatswa Ngoro; Ruth Ngoro; Kudzanai Ngoro.
- Mazwi ari pedyo: Ngorongoro Conservation Area, Chingoro sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.