Ngunu sezita
Ngunu izita remhuri rinowanikwa muKenya, neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Emmacuate Ngunu; Salome Ngunu; Benjamin Ngunu; Charles Ngunu.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Sangho inoti ngunu kana nguru (n. force; energy; sports, atheletics). Mamwe mazwi: ngunuye (n. energy).
- Sangho inoti ngunuwa (n. heat energy). Mamwe mazwi: ngunutere (n. energy - physical).
- Sangho inoti Ngunumi (n. energy - chemical). Ngunula (n. solar energy).