Nhando (kureva whim; trivial; vain) kureva kutaura zvisinabasa kana zveman'aman'a.