Nhoro
Nhoro (Kudu in English and Afrikaans) imhuka iri mumhuri yemhofu inowanikwa muAfrica iine ruvara rwe brown nemitsetse michena inodzika nedumbu kubva kumusana. Nhoro ine muskwe mupfupi mukobvu nenyanga refu dzinomonana. Nyanga idzi dzinosishandidwa kugadzira hwamanda - inonzi hunda nevamwe vatauri.
Nhoro imhuka huru inowanikwa mumasango eZimbabwe.
Tsumo
chinjirudza- Panoda kumera muswe panotekenyedza. The spot where the tail is about to grow tickles.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Venda vanoti tholo (n. kudu) kureva nhoro. VaTsonga vanoti nhongo (n. kudu) kureva nhoro.
- Mambwe inoti ntandala (a kind of antelope, the Kudu) kureva nhoro. Luganda inoti njobe kureva nhoro.
- MaZulu vanoti imphotela (twisted object e.g. kudu horns) kureva chinhu chakamonereka senyanga dzenhoro.
- Setswana vanoti tholo (adj. kudu) kureva nhoro. Yoruba vanoti toro (adj. narrow) kureva kutetepa.