Shoko rokuti njee (common in English) rinotaura chinhu chinowanikwa mazuvaose, chiri paruzhinji, kana chine vazhinji, kana nekumwe kutaura chisingashamisi.


Tsika chinjirudza

Mukutaura mazuva ose shoko rokuti njee rinoshandiswa kusiyanisa zvinoshamisa nezvisingashamisi.


  • Hunyanzvi hwakadai haungoitwe nemunhu njee.


  • Kurongeka kwakaita basa riri pano hazvina kuitwa nemunhu njee.