Nkonge sezita
Nkonge izita remhuri rinowanikwa kuUganda.
- Vanhu vane zita iri: Nkonge Musoka; Terry Nkonge; Mary Nkonge; Joseline Nkonge.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Lubwisi vanoti nkonge (n. Moss).