Nsonda izita remhuri rinowanikwa kuCongo Kinshasa neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Madalitso Nsonda; Darel Nsonda; Armelle Nsonda; Eve Nsonda.

Kitufu sezita

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Luganda vanoti ensonda (n. corner).
  • Luganda vanoti eky'ensonda essatu (n. triangle) kureva gonyanhatu.