Ntonga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Cameroon neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Bathabile Ntonga; Jean Michel Ntonga; Alfred Ntonga; Anna Ntonga; Viviane Ntonga.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Bushong inoti ntonga (n. Fibre of leaf, used in making cloth; thread made from the palm leaf; cone of roof).
  • Bushong inoti ntonga (n. slumberer, slumber). Bushong inoti ntonga (n. sleep; dose).
  • Bushong inoti tonga (v. Plait, tuck, braid, as hair or cord; make basket, mat etc.) kureva kuruka.