Nyabango izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Nyasha Nyabango; Elton Nyabango; Kudzai Nyabango; Chiedza Nyabango.
  • Bango idanda rinoshandiswa pakuvaka imba kana fenzi.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Shilluk vanoti nyabäng (n. female servant) kureva murandakadzi. Mamwe mazwi: nya (female). Bäng (n. servant; slave).