Nyabira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Brian Nyabira; Andrew Nyabira; Mariam Nyabira; Protus Nyabira.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • Swahili inoti kabila (a tribe, subdivision of a tribe). VaIkizu vanoti rikabira (tribe) kureva rudzi.
  • VaKabwa inoti kabhira (tribe) kureva rudzi. VaGwere neVaGungu vanoti kibira (forest) kureva sango.
  • C'Lela inoti bìlà̱ (n. river bank, shore) kureva gombe rerwizi. Mamwe mazwi: bílà̱ (v. change statement). Sangho vanoti bira (n. struggle).
  • Kimbundu inoti kabila (n. cattle breeder, shepherd). Uyo Ibibio vanoti bire (v. become black; become ripe).
  • Hadiyya inoti biira (1. outside, exterior; 2. farm; 3. plain land, plain; 4. wilderness).