Nyahuye izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tawanda Nyahuye; Vongai Nyahuye; Marvelous Nyahuye; Santana Nyahuye.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaGiryama vanoti muhuyehuye (faint, weak, debility) vachireva kufenda. Mamwe mazwi: uhuyehuye (abasement) vachireva kudzikisirwa.
  • Baila vanoti inyauwe (lewdness) kureva mufumo. Mamwe mazwi: shinyauwe (lewd person) vachireva munhu akafumuka?.
  • Herero inoti ov-ouye (n. pepole of the world; Gentiles). Mamwe mazwi: ru'ouye (n. zone; division of the earth or world).
  • Kabiye inoti huuye; wuuye (n. heap, pile, mass, stack) kureva chitutu.
  • Uyo Ibibio inoti uye (heat, warmth; hot, warm) kureva kudziya. Mamwe mazwi: wue (v. warm oneself in the sun or by the fire, bask).