Nyakurai
Nyakurai izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: John Nyakurai; Tanaka Nyakurai; Takunda Nyakurai; Rumbidzai Nyakurai.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Chimbalazi vanoti nyakula (v. snatch) kureva kubvuta.