Nyarufiru kana kuti Nyamafuru inyoka ine uturu hunokwanisa kuuraya munhu. Hapana zvakawanda parizvino zvinozivikanwa pamusoro penyoka iyi nekuti haiwanzowanike.