Mhitsa dzehondo

(runangakatsva kubva kuNyika dzine hondohuru)

Mhitsa dzehondo kana kuti nyika dzine hondohuru (super powers kuChirungu) inyika dzine zvombo zvehondo nehunyanzvi hwekurwa hondo hwemhando yepamusoro hunodarika nyika dzose. Mhitsa dzehondo dzine zvombo zvemhando ye nuclear; nyika idzi dzinosanganisira United States of America neRussia.