Nyungwa izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Melody Nyungwa; Eusebius Nyungwa; Innocent Nyungwa; Deborah Nyungwa.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Chikunda vanoti nyungwa (n. elephant without tusks) kureva nzou isina nyanga.