Nyungwe kana ChiNyungwe mutauro unotaurwa kuMozambique uri rurimi rieBantu.

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • VaNyungwe vanoti mbiti (otter) kureva mbiti.
  • Nyungwe inoti mwana (son) kureva mwanakomana.
  • Nyungwe inoti abale (brothers) kureva vakoma.
  • Nyungwe inoti mbwaya (dog) kureva imbwa.
  • Nyungwe inoti kuyamba (to begin) kureva kuvamba.
  • Nyungwe inoti munthu (person) kureva munhu.
  • Nyungwe inoti miti (trees) kureva miti.
  • Nyungwe inoti mubodzi (one) kureva mubodzi.
  • Nyungwe inoti katiyo (one little chick) kureva katiyo kana kanhiyo.
  • Nyungwe inoti uswa (grass) kureva uswa.
  • Nyungwe inoti muyeruzi (adviser) kureva chipanga mazano.
  • Nyungwe inoti mulimi (farmer) kureva farmer.
  • Nyungwe inoti ulendo (travel) kureva rwendo.
  • Nyungwe inoti mtsikana (girl) kureva musikana.
  • Nyungwe inoti mambo (king) kureva mambo.
  • Nyungwe inoti diso (eye) kureva ziso.
  • Nyungwe inoti zinomwe (seven) kureva nomwe.
  • Nyungwe inoti kufunana (too love mutually) kureva kudanana.
  • Nyungwe inoti nyengo (time, event, occasion, period, season) kureva nguva. Sokuti: nyengo ya mainza (rainy season).
  • Nyungwe inoti dzuwa (sun, daylight) kureva zuva.
  • Nyungwe inoti usiku (night) kureva husiku.
  • Nyungwe inoti macibese (morning) kureva mangwanani.
  • Nyungwe inoti kubesera kana kubeseraka (to wake up early) kureva kumukira.
  • Nyungwe inoti congwe (rooster) kureva jongwe.
  • Nyungwe inoti maulo (evening) kureva mauro.
  • Nyungwe inoti ngwe (ideophone meaning - its getting bright or light) inyaudzosingwi inodudza kuchena kwekunze.
  • Nyungwe inoti masikati (noon) kureva masikati.
  • Nyungwe inoti nsiku (noon) kureva masikati.
  • Nyungwe inoti kweru (early afternnon) kureva pakuvamba kwemasikati.
  • Nyungwe inoti kudoka (to get dark) kureva kudoka.
  • Nyungwe inoti chidodo (twilight).
  • Nyungwe inoti mainza (rainy season) kureva maenza.
  • Nyungwe inoti matenda (sickness) kureva hurwere kana hutenda.
  • Nyungwe inoti mpaka (until) kureva kudzamara.
  • Nyungwe inoti muzinga (week) kureva vhiki.
  • Nyungwe inoti lero (today) kureva nhasi. Izwi iri rinotodza Chewa neSena inoti lero.
  • Nyungwe inoti pita (to pass) kureva kupfuura.
  • Nyungwe inoti kufika (to arrive) kureva kusvika.

Mazita eMwedzi chinjirudza

  • Mwezi ya tsakulo (January - lit. month of hoeing).
  • Mwezi ya kambzombzo (February - lit. ‘time of hunger before first harvest).
  • Mwezi ya nkakata (March).
  • Mwezi ya m’bvuno (April -lit. harvest).
  • Mwezi ya m’phepo (May - lit. ‘cold, wind, fresh time).
  • Mwezi ya zawe (June - literary freeze, frost) kureva mwedzi wachikumi.
  • Mwezi ya mpepedza (July - lit. ‘wind).
  • Mwezi ya chirimo (August - dry time to prepare the fields) kureva chirimo.
  • Mwezi ya tsosa (September - ).
  • Mwezi ya phumphuli (October - lit. ‘first rain).
  • Mwezi ya m’bzwalo (November - ).
  • Mwezi ya mainza (December - lit. rainy reason).

[1][2]

  1. https://repositorio-aberto.up.pt/bitstream/10216/117569/2/303043.pdf
  2. "Archive copy". Archived from the original on 2021-04-21. Retrieved 2019-06-09.