Omwenyo izita remhuri rinowanikwa muNamibia.

  • Vanhu vane zita iri: Salom Omwenyo; Denis Omwenyo; Violeta Omwenyo; Shiwa Omwenyo.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nyaneka inoti omuenyo (n. liveliness; cheeer; mood) zvichireva rufaro.