Pahuro (throat) zvinoreva gwanza riri pakati pemutsipa rinova ndiro rinodzika naro chikafu chichienda mudumbu. Kana kuri kunze tinoti huro kana kuti mutsipa.

Throat Diagram.png

Gararwi (phlegm in English) zvinoreva dzihwa rakakora rinobva pahuro.

  • Gurokuro (windpipe) apa kureva mukana unofamba nomweya kudzika nemutsipa uchienda kumapapu.

Mitauro yeBantuEdit