Pamberi pa Kristo

Pamberi pe kuzvarwa kwa Yesu Kristo (pachipfupi: PK; Nge: before Christ; BC) ndeimwe nzira yekutaura kuenda kwemakore.

MuChingezi makore aya anodanwa achinzi BC.

Chiverengero ichi chave nzira yekuverenga makore anoshandiswa zvakanyanya pasirose nhasi.

Gore roga roga rinoverengwa kubva parinofungidzirwa kuva gore rokuzvarwa kwaYesu Kristo . Makore akatevera kuberekwa kwake anodudzwa mukuwedzera kuna Mushure ma Kristo kana kuti: AD.

Kune nhoroondo yekuverenga uku ona: Nhoroondo yeChiverengo "Pamberi / Mushure ma Kristo"

ZitaChinjirudza

Kuti Pamberi pa Kristo (PK) zvinoreva wo kuti Before Christ (BC) kuvaye vanoshandisa makore eChikristu, asi pakusanganisa vanhu vese vamwe vanoti wo Before Common Era (BCE) vachitauro nguva ye Pamberi pa Kristo.