Pfari (kureva Epilepsy) kana pfawi zvinoreva chirwere chinowisa munhu achigwinha muviri, mawoko nemakumbo achipfanhura.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Tsviyo (epileptic fit, convulsions).
  • Nhutu
  • Buka (faint from exhaustion or hunger).

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Kinande vanoti ebitutsa (n. epilepsy; an epileptic).