Open main menu

Muchidzidzo chePimanyika, pimamuganhu (Perimeter) izwi rinoreva nhambwe yemitsetse inovaka chiumbwa chine nzenda mbiri. KuChiShona tichashandisa zita rimwechete kududza pimamuganhu yezviumbwa zvose kusanganisira denderedzwa.