Pito karo kakagadzirwa kuti kange kachirira kana kafuridzwa mweya. Pito dzinonyanya kushandiswa pamitambo.
Izwi rokuti pito rinobva kuPortuguese inoti apito.