Shoko iri ringava rakanaka kuturikira inonzi constant kuEnglish inova nhamba isingachinje pane zvinhu zvine huwandu kana hukama huri kushanduka.