Challa

(runangakatsva kubva kuRon)

Challa kana Ron mutauro weAfrika unowanikwa kuPlateau State muNigeria.

Mazwi Anotodza Bantu chinjirudza

  • Challa vanoti furi (n. foam) kureva furu.
  • Challa vanoti atat (num. three) kureva tatu.
  • Challa vanoti apil (num. two) kureva piri.
  • Challa vanoti fu' la kana fu' (v. blow) kureva kufura.
  • Challa vanoti hat (n. head-pad) kureva hata.
  • Challa vanoti maral (v. finish, round off). Chewa vanoti kumala (v. finish) vachireva kupera kana kupedza.
  • Challa vanoti ndurum (n. rumbling; thunder) kureva kunduruma.
  • Challa vanoti sal (v. make, do, create; perform). Fananidzai nokuti musharo?
  • Challa vanoti Sa (n. Mr., Mister; high status or rank). Fananidzai nokuti Sachikonye kana Sakuhuni?
  • Challa vanoti san (v. warm up) kureva kudziyisa. Fananidzai nokuti mushana?
  • Challa vanoti taan (num. six) kureva nhanhatu.
  • Challa vanoti wulel (n. debt) kureva chikwereti. Fananidzai nokuti kudya urere?

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Challa vanoti ashwa (n. country; region) kureva nyika.
  • Challa vanoti ada (n. father) kureva baba.
  • Challa vanoti cef (n. money, metal) kureva mari kana simbi.
  • Challa vanoti cala (n. peace, safety, well-being).
  • Challa vanoti cambe (n. slab) kureva hwendefa.
  • Challa vanoti da (v. do, perform) kureva kuita.
  • Challa vanoti ɗiri (n. marriage) kureva kuroorana.
  • Challa vanoti ɗeng (n. person, anyone) kureva munhu.
  • Challa vanoti ɗara (n. river) kureva rwizi.
  • Challa vanoti folo (n. bag, bellows) kureva bhegi.
  • Challa vanoti fambur (n. river embankment void of vegetation) igombe rerwizi risina miti.
  • Challa vanoti fafi (n. gazelle). Mamwe mazwi: mwen (n. friend) kureva shamwari.
  • Challa vanoti fot (v. get lost) kureva kurasika.
  • Challa vanoti fisha (n. ground, earth) kureva ivhu. Mamwe mazwi: fasa (n. heaven, sky).
  • Challa vanoti fulul kana fo' (n. night) kureva husiku.
  • Challa vanoti humbil (n. dry season (Nov.-Jan.)) kureva chirimo?
  • Challa vanoti hwi ti (v. throw) kureva kukanda.
  • Challa vanoti jimbir (n. wild spinach). Mamwe mazwi: mbiri (n. horse) kureva bhiza.
  • Challa vanoti juwil kana jiwil (n. trade; exchange goods).
  • Challa vanoti kam (v. set, set aside). Fananidzai nokuti kukamura?
  • Challa vanoti kop kana korom (n. abandoned settlement, ruin of a building) kureva dongo.
  • Challa vanoti kuru kana kura (n. arm, wing) kureva ruwoko kana bapiro.
  • Challa vanoti kawa (v. cry, mourn) kureva kuchema. Fananidzai nokuti gava kana Makawa?
  • Challa vanoti karau (n. cup) kureva komichi.
  • Challa vanoti kawai (n. misfortune) kureva rushambwa.
  • Challa vanoti kuɗung (n. mortar) kureva mutsi. Mamwe mazwi: kuɗung (v. sneak, walk stealthily).
  • Challa vanoti kon (n. upper arm, shoulder) kureva bendekete. .
  • Challa vanoti lau kana malau (n. hunger) kureva nzara.
  • Challa vanoti mbai kana mban (adj. big, large, great) kureva huru.
  • Challa vanoti mbal (n. feast) kureva mabiko.
  • Challa vanoti mukaai (n. queen) kureva mambokadzi.
  • Challa vanoti magora (n. spring, water source) kureva chisipiti.
  • Challa vanoti mashwa (n. town) kureva guta.
  • Challa vanoti mashir (n. women's loin cloth) kureva zambiya.
  • Challa vanoti ndere (adj/adv. right; correct) kureva kurungama.
  • Challa vanoti njor (n. sand) kureva jecha.
  • Challa vanoti nggari (adj. round) kureva burumbwa.
  • Challa vanoti roko (adj. yellow). Mamwe mazwi: reu (adj. yellow of animals).
  • Challa vanoti sakal (v. change positions, miss [change of state]).
  • Challa vanoti sakat kana sikat (v. choose) kureva kusarudza.
  • Challa vanoti sinze (v. dry up) kureva kuwoma.
  • Challa vanoti shambar (v be white or become white).
  • Challa vanoti shang (n. hair, feather) kureva vhudzi.
  • Challa vanoti shash (n. porcupine) kureva nungu.
  • Challa vanoti shilim (n. 1. shadow of a human being; soul; 3. supernatural beings).
  • Challa vanoti shinjore (n. star) kureva nyenyedzi. Mamwe mazwi: tol (n. contribute).
  • Challa vanoti tal (v. possess, have) kureva kuva ne.
  • Challa vanoti wara (n. native doctor; herbalist).


Duramazwi racho rinowanikwa pa webonary.org.