Shoko rokuti rondo (Order of succession) rinotaura kurongeka kwakaita vanhu kana zvinhu nemutowo wehukuru hwavo kana kuti zvichitevedza mapindiro avanofanirwa kuitwa panzvimbo kana pachigaro chiri kutaurwa nezvacho.

Shoko iri rinoda kutodzana nerinoti rondedzero uye rokuti nhoroondo.