Rondongu
Rondongu (kureva calcium, paChishongrish inonzi Karisiyamu) inhangande ye chemshonga inechirakidzo cha-Ca uye ne numeri ye hatomu ya 20. Sesimbi yerinopasi ye rukiliyi, rondongu runoshanduka mumhado dze hwada re chitutsiro-zoti kana rikavhurirwa mumweya.