Tarisai futi: Udorongodzwa hwe Ruambangano

Zvinhu zveRuambangano

Ruambangano (Chingezi: mythology) Nenangano uye Ngano ijonera yengano ine nhoroondo dzinotamba basa rakakosha munharaunda, senge hwaro hwenhema kana mavambo ngano. Vanonyanya kutaurwa mungano kazhinji havasi vanhu, vakaita savanamwari, vamwari, uye vamwe vanhu vanoshamisa.[1][2][3]

Vambo rezita chinjirudza

Shoko rekuti ruamba- rinoshandiswa sechiwakashure cheshoko reChirungu rinonzi -ology.[4]

  • Mamwe mashoko enoshandisirwa pamusoro pemashoko aya ndinena- richibva kushoko rekuti maneno uye neno, richireva kuti 'shoko' kana 'izwi' (voice; word).

Shoko rekuti Ngano rinoreva kuti nyaya dzechinyakare, uye nyaya dzisina chokwadi kana dzinoshandiswa kudzidzisa. Ngano muChirungu rinoreva kuti: folkore; fantasy; myth.

  • Mamwe mashoko anogona kushandiswa ndi: hunyepo, chinyakare, ndoto, nyaya.

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. Simpson, Jacqueline, and Steve Roud, eds. 2003. "Myths." In A Dictionary of English Folklore. Oxford: Oxford University Press. ISBN 9780191726644.
  2. Doniger O'Flaherty, Wendy (1975). Hindu Myths. Penguin. p. 19. ISBN 978-0-14-044306-6. I think it can be well argued as a matter of principle that, just as 'biography is about chaps', so mythology is about gods.
  3. Baldick, Chris (2015). "Legend". The Oxford Dictionary of Literary Terms (4 ed.). Oxford
  4. Shona Wikiphidhiya, 'Kuturikira Chivakamberi logy' Yakatariswa: 21 Chikumi 2021