Rudzi rweGanda

Ganda (Race in English) zvinotaura boka revanhu vane:

  • Ruvara rweganda rwakada kufanana.
  • Tsika nemagariro zvinoda kufanana.
  • Vane madzitateguru vakabva kudunhu rimwe kana matunhu ari pedyo napedyo.

Kupiwa kweZitaEdit

Zita iri rokuti ganda ratorwa richibva pashoko rokuti Rusarura Ganda (Racism) kunova kusarurana kunoita vanhu zvichienderana nokuti mumwe ane ganda rakaita sei - Black, Brown, White, Beige, Yellow zvichongodaro.

Mapoka eGanda anonyanya kutaurwa ndeanotevera:

Mitauro yeAfrikaEdit

  • VaVenda vanoti tshaka kana lushaka (n. race of people; species). Mamwe mazwi: tsinde kana matsinde (genetic race).
  • VaVenda vanoti murafho (n. race of people). Kuwana madudzirwo: -fhola kureva kupora. Chimbalazi vanoti mlusi (n. black - humans).
  • VaGanda vanoti ruganda kana luganda (family, kindred, relations; company) kureva mhuri nehama.
  • Kikongo vanoti nzimbakani (the whole human race). Waalii vanoti buurii kana baluu (n. race - as of mankind; tribe).