• Rukoto (stream; tributary of river)
  • Rukoto (payment for using land in another chief's area).

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • Kikongo inoti kota (to enter, to come in, to pass in, penetrate, flow in, sink in, set as the sun).
  • VaKongo vanoti kotwa (to be entered). Mamwe mazwi: kota kunanxi (to put or pass under).
  • VaKongo vanoti kotesa (cause to enter, put, take in, insert, admit, fetch in, load a canoe).



 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.