Rumaniko rwe Lon'hu
Ruminako rwe Lon'hu (Chirhusi: пролив Лонга; Proliv Longa) mwiri wemvura urere muRufedherari rwe Rhashiya
Nhoroondo
chinjirudzaDumidzo rezita rokuti Lon'hu kutovodza kapitani wekuvhima manghuma wechiAmerika wainzi Thomas W. Long.
Mumwedzi wa Nyamavhuvhu mugore ra1983, raive nzvimbo yemharadzwa yakakonzera kuteyeka kwengarava dzemakumimashanu muzaya, apo pakaroveka munhu mumwe uye vanhu vakumivatatu vakakuvadzwa.
Taranyika
chinjirudzaRumaniko urwu rwunopatsanura Chitsuwa cha Wirangeli negurunyika ye Sibiri. Yakafaruka kwazvo, uye hupamhi hwayo hwunosvika makiromita ezana nemakuminana-nerimwe (141km), pakati peKabho Bhulosi kumutesvo wechamhembechemadokeri eChitsuwa chaVhurangeli ne Kabho Yakani, makiromita makumimatanhatu-neshanu (65km) kumabvazuva eKabho Bhilin'isi, pedyo ne Gayitikġeleni[C 1] , Chukuchi.
Rumaniko rwe Lon'hu rwunokochekedza Bhahari re Sibiri Mabvazuva ne Bhahari re Chukuchi.
Mabviro eruzivo
chinjirudza- ↑ Gytkhelen., nokuemwe kupetera tingati kana Gayitihẋeleni