Nyuchi

(runangakatsva kubva kuRuora)

Nyuchi kapembenene kanogadzira huchi kanowanikwa muAfrica uye kune zvimwe zviwumbe zvinosanganisira Asia, Europe, North America¸ neSouth America.

  • Mhora kana kuti ndamo (beeswax) zvinoreva izvo zvakagadzira midende inovakwa nenyuchi kuti dziise huchi hwadzo
  • Donganyuchi mukono wenyuchi; idzi nyuchi hadzina rumborera uye hadzibate basa rekuunganidza mhodzi kana nectar. Basa radzo kutanda hadzi kuti dziite vana.
  • Basi, pasi, nhonhongora, nhonongora, mhubudza (Small stingless bee living in trees) imhando yenyuchi isingarume inogara mumiti.
  • Hwodza, bocha kana monga (Bee: stingless, living in termite mounds) imhando yenyuchi isingarume inogara muguru pachuru.
  • Bupira kana bute (Swarm of insects; abundance of flying insects) zvinoreva nyuchi zhinji dziri kubhururuka - an abundance of flying insects, a swarm.
  • Mukuze (a large group of bees, moving together).
  • Kutota (to suck as bees on flowers) zvichireva kusveta sezvinoita nyuchi pamaruva. Zvichida izwi iri rinotodzan nezita Nyatsimba Mutota
  • Mudzinga (Bees' nest with long approach from which honey is taken for some years in succession).
  • Gonera kana mhako (bees nest among rocks) kureva dendere renyuchi riri pakati pematombo.
Nyuchi

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Mudza (1. Inaccessible place. 2. Space below raised building).
  • Nyuchi dziri mudza: the bees are in an inacessible place (i e in space between two stones, to which hand cannot penetrate).
  • Uya nekasha riri mudza meguyo: fetch the snuffbox from under the grindstone.
  • Nyuchi mumukoko dzinorarama nemukowozanwa, dzichibatirana mabasa.

Bumha chinjirudza

 

Bumha kana bumbira (swarm of insects) zvinoreva kuwungana kwezvinhu zvidiki zvakafanana. Vamwe vatauri vanoti bunguzeze kana pungu. Somuenzaniso kune bumha renyuchi kana bumha remago.

Zvirevo chinjirudza

  • Nhonhongora kudya chayo, kukumbirirei uchi kudondi. A big bee eats from its own and does not ask for honey from a smaller bee.
  • Ruva rasvava harikwezvi nyuchi. A wilting flower does not attract bees.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaMaconde vanoti imbai, kana umbai kana ambai (bee) kureva nyuchi. Ambayi izita remhuri.
  • VaGiryama vanoti bumba (swarm of bees or wasps) kureva bumha renyuchi.
  • VaGiryama vanoti nyuchi (bees) kureva nyuchi. Nsenga nzimu (n. bee) kureva nyuchi.
  • Giryama vanoti mulondzi (mason bee) kureva nyuchi dzinovaka nedhaga.
  • Chewa vanoti masa a njuchi (1. bee bread - pollen stored buried in a honeycomb; 2. honeycomb).
  • BaKalanga vanoti monga (n. honey made underground by small black bees which do not sting).