Rupindiro

Mbindo, rupindiro (Entrance) igonhi rinoshandiswa kupinda naro panzvimbo.

  • Kupotera (to enter) zvinoreva kupinda panzvimbo.

Kurerutsa MutauroEdit

  • Mbudo, rubudiro (Exit) igonhi rinoshandiswa kubuda naro panzvimbo.
  • Abraham wakakasira kupotera mutende, mwaiwa naSarah: So Abraham hurried into the tent to Sarah ... (Genesis 18:6 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantuEdit