Izwi rokuti rupungudzo riri kushandiswa kuturikira chinonzi reduction kuEnglish Chemistry - izvi zvichireva kubvisa mhodzigetsi kubva muatomu. Izvi zvinoreva kuti atomu rinosara raane chaji yakadara (+ve). Izwi rokuti rupungudzo riri kubva pakauti kupungudza (to reduce or diminish).

Chiitiko chinotutsira mhodzigetsi chinonzi rututsiro oxidation kuEnglish Chemistry.