Rurengo izita revanhu rinowanikwa muKenya neRwanda.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Sangho inoti lurengo (n. coiling; rotation). Mamwe mazwi: luree (roll).