Rweri izita remhuri rinowanikwa muUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Pius Rweri; Ash Rweri.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kinande inoti rueri (n. region; side) kureva dunhu. Mamwe mazwi: kuiga rueri (v. to lay aside).
  • Kinande inoti rueri rua mberya nyumba (n. facade).