Rwizi Jejui Guazu (Sho: Rwizi Jejwi Gwazu; Spe: Rio Jejuí Guazú) irwizi riri kumaodzanyembaemabvazuva eParagwai uye Rukoto rwe Rwizi Paragwai.

Kosi (Course)

chinjirudza

Rwizi Jejwi Gwazu rinoyerera kubva kuDhipatimende reKanindeyu (Canindeyú), royambuka kuDhipatimende reSani Pedro kuchamhembe kwe dhipatimende re kepitali re Sani Pedro re Yikwamandiyu (San Pedro de Ycuamandiyú) richibatanidzana ne Rwizi Paragwai.

Bhesini rekuzuru kwe Rwizi Jejwi rakachengetedzwa ne Ruzevhu reMbarakayu Sango reDondo - (Mbaracayú Forest Nature Reserve).

Tarisai futi:

chinjirudza

Mabviro eruzivo:

chinjirudza

enwiki