SAT (South African AIDS Trust) isangano remudunhu muAfrica rakazvimirira rinopa rubatsiro kuti nharaunda dzikwanise kurwanisa nechirwere cheHIV neAIDS, richiita izvi kubudikidza nokuvaka hukama nokubata pamwe nezvikwata zvemunharaunda muSouthern Africa.