Maita Tembo
Maita Mutasa
Mbizi chivara
Manjenjenje
Chishongo cherenje
Gandarevasikana
Kuringa mbizi kuringa makumbo kumusoro kuvaraidza
Chishonga masango

Maita vari Manyika
Vari Chirovarova
Vari Mahwemasimike
Maita Binga Gwara
Chifambausiku
Mutasa akachekwa
Zuva rikaora

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Sangho vanoti ita (n. a relative or someone whose friendship is so intimate as to warrant a sort of honorary inclusion in the family).
  • Sangho vanoti ita (n. member of one's clan in the same generation, in particular one's siblings, but including parallel cousins).

Mamwe Magwaro Anechokuita Nenhetembo Yokutenda Vana Samaita Mbizi

chinjirudza

Nhetembo iyi ivandudzo yenhetembo yakatogwa kubva mugwaro iri rakanyogwa naVaKahari apo vaive godobori uye mudzidzisi mukuru wezve mitauro yemarudzi emuAfurika pachikoro chikuru chedzidzo dzemberi-mberi cheYunivhesiti yeZimbabwe:

Kahari G P (1984), Cultural Identity and Cross-Cultural Communication: Problems of Translation, Zambezia, 1984-5, Volume XII, pp. 55 - 73


maita tembo D Rambs tembo vemashuwa Vakazvarirwa renje