Samo mutauro weAfrika unowanikwa kuBurkina Faso.

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • Samo vanoti adara (adj. grand, big, important). Fananidzai nokuti dhara.
  • Samo vanoti baa (n. speed) kureva bara.
  • Samo vanoti baan (n. space). Fananidzai nokuti bani.
  • Samo vanoti doo (v. drip, drop) kureva kudonhedza madonhwe.
  • Samo vanoti gù köro (n. joint - of the body) kureva nhengo yemuviri. Mamwe mazwi: gù (n. body part). Fananidzai nokuti gokora?
  • Samo vanoti haayii (expr. no) kureva kwete. IsiNdebele vanoti hai kureva kwete.
  • Samo vanoti ivanzili (n. Gospel, Good News) kureva vhangeri. Mamwe mazwi: (n. ).
  • Samo vanoti kuru (n. group) kureva boka. Fananidzai nokuti guru.
  • Samo vanoti pɛnɛ (v. pack, roll, wrap, roll up, wind). Fananidzai nokuti kupenengura?.
  • Samo vanoti tasa (n. bowl, plate, bowl, flat) kureva ndiro. Mamwe mazwi: (n. ).
  • Samo vanoti tɛ̀mɛ (n. sieve) kureva sefa. Fananidzai nokuti demhe.
  • Samo vanoti dolo (n. beer) kureva doro. Mamwe mazwi: yele (n. anvil).

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Samo vanoti balala (adj. long and flat). Mamwe mazwi: basa (n. caiman crocodile).
  • Samo vanoti bala (n. field of an individual different from the family field).
  • Samo vanoti barama (n. cooking pot) kureva poto. Mamwe mazwi: boo (n. word,speech, talk).
  • Samo vanoti bɛ́sɛ (n. mead - often fermented drink, made of water and honey). Mamwe mazwi: gonde (n. cassava).
  • Samo vanoti buyaki (n. guava) kureva gwavha. Mamwe mazwi: daã (n. forest).
  • Samo vanoti dala (n. district, neighbourhood) kureva dunhu. Mamwe mazwi: dakoko (n. woodpecker).
  • Samo vanoti daraa (n. teach, educate, instruct) kureva kudzidzisa. Mamwe mazwi: dewo (n. plain, place without tree ).
  • Samo vanoti diwi (n. leather) kureva dehwe. Mamwe mazwi: doa (v. to attach, tie, fasten).
  • Samo vanoti doa (v. limit, restrict). Mamwe mazwi: doa (v. strive to, make an effort, manage).
  • Samo vanoti doa (v. get ready to act, be alert). Mamwe mazwi: doolo (n. grandmother).
  • Samo vanoti foromaa (n. goiter). Mamwe mazwi: fɔlɔ (n. iron).
  • Samo vanoti fu (n. white) kureva huchena. Mamwe mazwi: fubaa (n. whiteness).
  • Samo vanoti gàra (n. indigo; indigo plant. English indigofera tinctoria). Mamwe mazwi: gële (n. boundary, delimitation).
  • Samo vanoti gɛ̀fu (n. granite). Fananidzai nokuti mahefu - kureba mazitombo anodonha kumigodhi.
  • Samo vanoti giĩ (n. man) kureva murume. Mamwe mazwi: giĩ gole (n. old man). Gole (adj. old, big).
  • Samo vanoti gòã (n. foot, leg) kureva gumbo. Mamwe mazwi: gòã pondon (n. calf) kureva tsapfu.
  • Samo vanoti gòã toro (n. heel) kureva chitsitsinho. Mamwe mazwi: gòã wìi (n. ankle).
  • Samo vanoti goã (n. stay, remain, keep; be, exist) kureva kurarama. Mamwe mazwi: gùli (n. immigrant).
  • Samo vanoti güru (n. angle) kureva gonyo. Mamwe mazwi: güru lɛ (n. elbow) kureva gokora.
  • Samo vanoti kaa (v. release, set free, liberate) kureva kusungunura. Mamwe mazwi: kakabaa (n. health,fitness, soundness).
  • Samo vanoti kiwi (n. village, town) kureva musha. Mamwe mazwi: koa (v. appoint a leader).
  • Samo vanoti landa (n. custom law, law, tradition) kureva [[]]. Mamwe mazwi: (n. ).
  • Samo vanoti Lawa (n. God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: lekoro (n. small piece, edgesmall piece).
  • Samo vanoti lòe (n. testicle). Mamwe mazwi: lòe (n. eggplant).
  • Samo vanoti mu basa (n. bed of a river or stream). Mamwe mazwi: mu (n. water) kureva mvura.
  • Samo vanoti nàari (n. cream from cow's milk) kureva ruwomba. Mamwe mazwi: naarɛ (adj. imbecile, foolish, silly).
  • Samo vanoti naforo (n. wealth, richness, riches) kureva hupfumi. Mamwe mazwi: nyàa (n. arm; wing).
  • Samo vanoti nyantoto (adj. fresh). Mamwe mazwi: nyin (n. nose) kureva mhuno.
  • Samo vanoti pinaa (n. day) kureva musi. Mamwe mazwi: pinin (n. day).
  • Samo vanoti sa (adj. male) kureva munhurume. Mamwe mazwi: saraa (1. salary, reward. 2. to pay).
  • Samo vanoti sana (n. gold) kureva goridhe. Mamwe mazwi: ta (n. river, lake).
  • Samo vanoti ta (n. red colour) kureva tsvuku. Mamwe mazwi: taã (v. redden, to blush, turn red).
  • Samo vanoti tala (v. divide into two parts). Mamwe mazwi: tán (n. earth, land, ground).
  • Samo vanoti toa (n. to leave, to give up, to abandon). Mamwe mazwi: (n. ).
  • Samo vanoti wasa (n. sun, sunlight) kureva bwerazuva. Mamwe mazwi: yii (n. eye).
  • Samo vanoti yiri (n. intelligence, brain, mind). Mamwe mazwi: yiri baraa (n. bad intention).
  • Samo vanoti zaãnyɛ kana zamanyɛ (n. albino) kureva musope.

Duramazwi racho rinowanikwa pa webonary.org richinzi Southern San Dictionary.