Sangano reMushando Pasirose

Sangano reMushando Pasirose (International Labour Organisation) isangano rakaumbwa kuti rikuridzire kubatwa kwakanaka kwevashandi munyika dziri Pasirose.