Sasaradzi

(runangakatsva kubva kuSase)

Sase, sasaradzi, bari, barikira, mabarikira kana tsatsi (spark/sparks) apa kureva kubarika kwemoto kana zvimwe zvinobarika zvakadai semagetsi.

Mazwi eBantu chinjirudza